DPE316

Kosi iyi yakanangana nekuburitsa mudzidzisi kuti ave neunyanzvi hwekunzwisisa  nganonyorwa, mitambo, nhetembo, tsika, nemgariro eVaShona, ne yemuro yemitauro inoumba ChiShona.